EXQ Afunga Kudonhedza Bhama Nyowani

EXQ Afunga Kudonhedza Bhama Nyowani
Pic by TheMagiciansGallery

Muimbi EXQ achadonhedza bhama nyowani muna Nyamavhuvhu. Parezvino hatisati taziva kuti rinenge richinzi and nekuti rinenge rine ma trcks mangani. 

Zviri pachena kuti rinenge richipisa muimbi uyu ane nguva achitibikira mangoma anopisa kubva munguva yaipisa urban grooves kusvika izvezvi. Ane mangoma  akaita sana Ndokutevera yaka feature Roki, Musalala, Mazirudo. Ma number akambopisa aya and achiri kupisa nanhasi.

Muimbi uyu aaita ma collab nevamwe vaimbi vakati ooh vakaita sana Tocky Vibes , Ti Gonzi, Simba Tagz, Roki Tamy Moyo, Jah Prayzah, Ammara Brown, Killer T, Calvin, Nutty O, Freeman etc . Haa vakawandisa chibaba ichi. Mazuva apfuura aya akabura chicollabo na Takura chinonzi One More Time.