KaysWacho Akapihwa Mbunde Netsvarakadenga Akafenda

Ndambozama kuramba ndiri kumateresi asi nyaya yacho yanga iri hwerere hwerere pa TL. Mukomana KaysWacho nezuro aiita kufara kunge munhu ahwina Lotto. Tichapfidza gore rino ndikuona nyaya yacho ichataurwa everyday kusvika gore ripere.
Faffie hug yawandipa handina zera nayo????????. pic.twitter.com/MCmuiFtXZj
— PROFESSOR X(プロフェッサーX)???????? (@kays_wacho) January 22, 2024
Hameno tsvarakadenga inonzi Faffie yakamupa mbunde ha ha ha.
Mosara muchiona mifananidzo yakatorwa na Carlos Takudzwa Kankhungwa aka KaysWacho vanenge vanakirwa munomubata pa number dzinoti 0776129981.