ExQ Na Takura Vafunga Kudonhedza Chicollab

ExQ Na Takura Vafunga Kudonhedza Chicollab
ExQ Na Takura Vafunga Kudonhedza Chicollab

Vaimbi vaviri ava ExQ na Takura vafunga kubura chimwe chinyowani chinonzi One More Time. Chaka projuswa na Rodney Beats na DJ Tamuka. Hameno kuti chichanyatsobuda rinhi havasati vatipa zuva racho chairo chairo rachichadonha. 

Ndichitarisa kumashure vakambo feature vese pa trck rekuti Kiloz rakambopisa kumashure uku. Then pa No Stopping Remix nepa Usacheme Takura paive mu Soul Afrika. 

Hameno tichazonzwa kuti kanenge kakamira sei kanyowani kavari kuda kutipakurira.