KaApp Aka Kanoita Kuti Ndione Zvikupisa Zvinofadza Maziso

KaApp Aka Kanoita Kuti Ndione Zvikupisa Zvinofadza Maziso
Image by Frank Rietsch from Pixabay

Ndaona ka App aka kanonzi JustWatch. Kanoita kuti ndizive zviri kupisa mazuvaano kuma movies nema series. Kanoratidza zvinenge zvichipisa kubva kune ma streaming services akaita sana Netflix, Showmax, Amazon Prime etc. Unonyatsoona detail rese kusvika kuma trailers. Kana uchida kuiona kanokwanisa kukuita redirect ku streaming service inenge ine show or firimu yacho. 

 

Yaa apa zvanaka handichaswere kuenda kunana YouTube or TikTok ndichitsvgaa zvekuona zvinonakidza. Ndakungoswera muka app aka. Vanenge vachida kuziva more about JustWatch munobaya apa. Vanenge vachida kuka downloader vari vanhu ve android moenda apa. Vema iPhone munobaya ku App store kwenyu munokaona kariko. 

Interface yacho iri dope ine ka that unonyatsoita navigate zvakanaka. Hantie mukungoona zvazvakaita pamifananidzo iri pazasi.