Hatiperi Abura Hembe Dzakadambuka Maoko
Mukomana Hatiperi adonhedza hembe dzisina maoko. Hembe dzacho dzinoita kuti vanhu tifambe tichifurwa nemhepo. Nemapisiro akwuri kuita mazuvaano yaa kunotoda hembe dzisina maoko.
Regai timboona kuti kana dzakapfekwa nevanhu dzinenge dzakabuda sei.
Ndimba Ndimba ranga richichifamba mutonaz riri pa bhasikoro. Ndobva rapenyerwa netsvarakadenga yanga ichitozvifambirawo rikakundwa nemuyedzo. Rikasviko paka bhasikoro pamberi tsvarakadenga . "Oooh foni yangu iyi isa number dzako umu. Mwanasikana akangoti mashura angu but akafarira chivindi che Ndimba Ndimba iri mwanasikana akamupa number. Umwe neumwe ndobva abaya kwake.
After ma hour maviri Ndimba Ndimba raabva rafonera Tsvarakadenga iya rikati bhebhi huya tirove ma rounds. Ndobva atengerwawo bhasikoro rake mwana.
Ndimba Ndimba ne Tsvarakadenga vazosvika pane kamwe ka corner ndobva vatanga kutamba havo nebhora re bhibho. Tsvarakadenga yedu ichiita kakunyaririra so.
Time dzafamba mwana anga akuda kudzokera kumba. Mabhasikoro azongopakiwa ku shop ye friend yaNdimba Ndimba. Mwanasikana uya azoperekedzwa nebhenzi..
Yaa ndanga ndamborasa nyaya anyway vanenge vachizoda hembe dzakadambuka maoko munodzibata apa.