Netone Yabura Kabhanduru Kanyowani

Netone Yabura Kabhanduru Kanyowani

Competition yakanaka Netone yabva yatipakurira bhanduru nyowani pa dollar munhu unowana 1Gig, rekuti unoswera uchi browser naro kwema hours akati ooh. Vanenge vachida kuzoritenga munoriwana ku *379#. Promotion inenge iriko kusvika gore rinouya munaNdira. 

Iri ndarifarira zvekupihwa ma hours mashoma kunzi hourly bundle or just 2 hours haa zvinosvota, coz munhu unogona kutadza kuripedza. Riri bho futi pama emergencies unonyatsoita browse. 

So zviri naniwo l hope kuti vachaunza ma unlimited packages vakadaro ndingafare.