Tracklist Rebhama 'Risky Life' Rabuda

Tracklist Rebhama  'Risky Life' Rabuda

Tracklist rebhama riri kudonha nhasi (16 April) ra Holy Ten rabuda.Mukomana akanda list racho kudiaspora (Instagram).Pa list racho pangorine 2 ma collabs aripo aakaita.Rionei list racho riripo pazasi apa.