Saka NetOne ichabura zvimwe zvinyowani?

Saka NetOne ichabura zvimwe zvinyowani?

Gore raabva iri muna Mbudzi (November 2024) NetOne yakatipakurira bhanduru rayo nyowani rekuti  pa dollar munhu waiwana 1Gig, rekuti unoswera uchi browser naro kwema hours akati ooh. Kabhanduru kacho  expiry date rako rasvika nhasi 31 Ndira kobva kadirwa jecha. 

Hameno kuti vachaunza zvimwe zvinyowani here. I hope kuti this time vachauunza ma unlimited packages sezviri kuita Econet. Vakauunza ka 30usd unlimited bundle ndaona vadhingurisa Econet. Pamwe ndokuti Econet idzikise futi ma unlimited packages avo zvinakidze.