Mazuvaano Masaisai Akufaya

These days handisi kunyanya kuchema chema nemasai sai einternet. Coz akunyatsoita perform zviri bho. Smartbiz haisi kuita zveku nanaira or zvima on and off. Vanhu ve Econet vanenge vakazosota dambudziko rainetsa muhood rangu. Ndiyo yamuri kuona ikutambira pa 4.9mbps zviri pamufananidzo uri pazasi.
Kwoti TelOne Fibre, haa iyi mutakunanzva pane ese. Haisi kudonha network zvekumhanya. Always connected whether magetsi ariko or not and no zvima on and off. Ikutambira iri pa 4.7mbps pama speeds.
Yekupedzisira LiquidHome Wibroniks ikufaya bho futi. Ndakawana ka spot kainonyatsobata signal but zviri naniwo.
Ndawana new spot ikuita network ye Zol paden. Pamusoro pema curtains mu Kitchen. ????
— Tudzaa (@tudzaa) March 15, 2025
Ikutambira iri pa 13mbps. Pandichazoisa outdoor router haa inogona kupfuura ma speeds ayo.
Ndave stress free l hope kuti zvicharamba zvakadaro. Ma package andakajusa ku TelOne fibre ne SmartBiz ari capped pa 5mbps pama speeds.