Masai Sai eEconet Obheuka [May 2023]
![Masai Sai eEconet Obheuka [May 2023]](https://tudzaa.co.zw/uploads/images/image_750x_643fb58f49f2e.jpg)
Nhasi masikati ndanga ndichitoda kutotenga chingwa mushop. Ndikati regai ndobhadhare ne Ecocash. Walla yabva yaramba kuita yanga ichitobuditsa chimwe chi error message. Ndatoswera nenzara ngavasadaro.
So mumastreets vapa update yekuti vakuzviziva kuti vanhu muri kusangana nedambudziko remasai sai. I hope kuti vachazvigadzirisa soon.
Masai sai emuno ari kungoshungurudza kwese hapana kana kuri nani. Chikuru kufema.
Notice to our Valued Customers. pic.twitter.com/XFzUQF75g5
— Econet Wireless (@econetzimbabwe) May 9, 2023