Sarungano Ya Jah Prayzah na Feli Nandi Yopisa

Sarungano Ya Jah Prayzah na Feli Nandi Yopisa

Muimbi Jah Prayzah ane mabhama maviri akudonha anoti Chiremerera ne Maita Baba. Akanyemudza ma fans nevhidhiyo rake nyowani Sarungano iro rino feature Feli Nandi. Rakangoiswa kwekanguva kadiki diki ndobva aribvisa. 

Ma fans akangosvika achiona angova machira chete. Pakatomboitika nyonga nyonga yema versions akawanda evhidhiyo rake iri mumastreets. Muimbi Jah Prayzah akazoridzosa after ma mimitsi mashoma shoma. 

 

Pasina kana 24hours vhidhiyo re Sarungano ranga rakutopisa ku YouTube richi trender riri pa number 1. Raka breaker ma records akawanda. Rakaita 100k ma views nema hours mashoma shoma. Pazuva rechitatu rikasvitsa 500k ma views. Zvekuti manje manje rinenge richipinda mu mirrion.