Tanto Wavie Akudonhedza Zvinyowani Soon

Tanto Wavie Akudonhedza Zvinyowani Soon

Mukomana weTrapsu achadonhedza chinyowani chinonzi Muhupenyu musiwe China(Thursday). Pamazuva abva aya ane chi collab chaakabva kurova na Stacy Macheso chonzi Unoona. Haasi kumira gore rino akaiipirwa. Tichazonzwa kuti chinyowani chacho chinenge chakamira sei pamazuva anotevera.