VaWinky D voratidza ruzhinji rwezimbabwe why he is the GOAT.

VaWinky D voratidza ruzhinji rwezimbabwe why he is the GOAT.

Mukuru vai celebrator 20 years dzekubika mimhanzi ye dancehall. Ku show kwaiva nevakomana vakasiyana siyana asi muridzi aiwa vaWinky D. Vakapinda kuzoimba round one vakapfeka zve bhokiseni and vakapa a show of a lifetime zvekuti nyika yese yakamboenda pa standstill GOAT vachiita basa ravo. Vakazongovhura bar rakasiya vazhinji vachiita sing along zvekuti ma gaffa arikuti akuchina rimwe bar rinouya after iroro.

Winky D again showed why he is the GOAT mushure mekunge matikiti ese akaitwa sold out apa vanhu vachiri panze vakawanda. Ma fans ake mukomana varikuti tavakuda national sports stadium nekuti Winky D yave religion. Performance yake yasiya vazhinji avo vane mbiri yekuvenga vachishaya zvekutaura nekuti it was a 10 hapana chaunoshora kana uchishora unoroya chete. Chero varoyi vaitoda kuona mukomana achi perform ku HICC zvekuti vaka driver mota dzavo from far as Shamva.