Bling4 Adonhedza Munhu Wenyama

Bling4 Adonhedza Munhu Wenyama

Mufesi wekunzi mbudzi na Bosskimhucci abura zvimwe zvinyowani. Adonhedza vhidhiyo re trck rake Munhu Wenyama. Music yemuimbi uyu inobata bata anoimba zviri unique.

Gore rino akaipirwa so far adonhedza Ndozviripo, nechimwe chi collab chaakaita na TiGonzi chonzi Isa. Tichaona kuti achatipakurira zvimwe pamberi here apa.