KaChest KeLove Kadonha

Muimbi Nyasha David akabva kudonhedza kamwe kanonzi Wawa ma days apfuura aya kaka konzeresa bongozozo
Nhasi adonhedza kavhidhiyo ke Kachest KeLove kano feature  mufesi wejuzi Kae Chaps ne mufesi wemagetsi Voltz JT. Pasangana ndimba ndimba apa kari kupisa.