“Neni Ndodawo” anodero Norman achitambira basa rekuve murairidzi wema Warriors

“Neni Ndodawo” anodero Norman achitambira basa rekuve murairidzi wema Warriors

Norman Mapeza murairidzi we FC Platinum ndiye ava murairidzi wema Warriors futi kwekanguva kapfupi pfupi. Pamwe maWarriors achaiitawo zvisvinu pamberi apa coz panga pakaipa. Tichaona kuti zvichafamba sei.