Masai Sai Emuno Pane Basa

Masai Sai Emuno Pane Basa

Munyori anga ari kushungurudzika nemasai sai zvekuti anga akutadza kukanda twunyaya twusina musoro kuno. Masai sai sai emuno ma1. Munyori nekuda kuramba ari pamhepo akatenga magigs kune mamwe  2 ma Telecoms so. Telecom yekutanga yakambobata masai sai zve some days ndobva atotiza dzato 2 weeks iri offline.

Munyori ndobva atenga mamwe ma gigs kune imwe Telecom yechipiri. Magig eapa haasati ashanda masai sai acho dololo haasi kutoita apa data riri tii. 

Yechitatu ndoyazoita kuti munyori abatike mumastreets nekuno kwandinoposta zvisina musoro. 

Vanhu vema Telecoms ava vanofanirwa..

  • Kuita improve masai sai avo kuti asanyanye kunetsa. 
  • Kuwedzera mazuva emabundles edu kana atadza kupera nekuda kwekushupa kwemasai sai avo. 
  • Kupota vachi upgrader ma systems avo asanyanye kuti shungurudza kudai.
  • Kukurumidza kugadzira zvichemo/faults avo kwete zvavo zvekutora ma days or weeks kuti vagadzirise dambudziko. 
  • Vasarambe vachikwidza kwidza mutengo wemabhanduru avo vachitadza kukwidza quality yema services avo.