Netone Yabura Mabhanduru Manyowani

Netone Yabura Mabhanduru Manyowani

Netone ndiyo yega yanga yasaririra isati yabura mabhanduru emayuwesi. Yazozviita finally. Mabhanduru acho ndiwo ari pazasi apa umuri kuona.

Kwozoitawo ma changes aiitwa ku One-Fi yayo. Yabvisa mamwe magig kukasara ka package ke 10gig. Munyori uno haasi kufara nazvo anoshuwirawo kuti ipaongorore ichinje gear. Nekuisa magig akati wandei ku One-Fi yayo.