Netone Yotsika Reverse Gear
It's been a hectic day nhasi musoro wakutotema. Ndanga ndatone stress nenhau yedata iyi. Ndakutoti saka data rikakwira sekukwidzwa kwaranga raitwa ne Netone. Ndaizoramba ndichiposta zvekupenga here kuno. Ndanga ndakutoda kuzvivharisa ndosiyana nazvo. Panga patoipa but now ndakufara kuti vazonzwa kuchema kwedu vakazodzikisa kubva kuma horror.