Nicky Genius Akadonhedza Kagospapa

Nicky Genius Akadonhedza Kagospapa

Pandakapedzisira kutaur nezva Nicky Genius anga adonhedza bhama rake nyowani Ndokutendai Nei rino feature vaimbi vakasiyana siyana vakaita sana Winky D,  Kae Chaps, Tocky Vibes etc. Afunga kutipakurira zvinyowani neka trck kanyowani kanonzi Blessed.