Street - Ukuona zvirikuitika (Spoken Word)

Street ane maimbiro anoiita akasiyana nevamwe apa anenge achirova mabars. Akabva kudonhedza kamwe ka Spoken Word kanonzi Ukuona Zvirikuitika.
Ma notable bars
Pandakakuona moyo wangu wakaita mazirudo kunge ma founder ema NGO.
You don't need your Exes Coz vote yega yakakosha ndeyangu, Ndakakuvhotera ukahwina election ndiwe wakutonga moyo wangu.