Holy Ten Akudonhedza Video Nyowani Soon
Holy Ten ari akudonhedza video nyowani re song yake inonzi Hanging Nevaskana. Mashoko aya amataurira ku village (facebook) nhasi (17 April).Hanging Nevaskana i track number 6 mu Risky Life album rake.
