Masai sai eTelecel Adzoka

Masai sai eTelecel Adzoka

Masai sai eTelecel anga asiri kubatika pa4 days dzabva idzi. Anga atori ma1 chaiwo ma calls,sms ne internet zvichinetsa l hope kuti hazviitike futi zvinhu zvakadai. Vanditumira message ku Twitter inbox makuseni vachindipa update.