Street Achadonhedza EP Nyowani Pamazuva Anotevera

Street Achadonhedza EP Nyowani Pamazuva Anotevera

Street is set to drop a new EP rinonzi 'ChanaChiya' richange rine 6 ma tracks. Official date harisati ravapo but riri kudonha soon.

Street is in one word a Lyricist.Merging in rap,hip-hop and spoken word.He has featured and perfomed on various national platforms and is formless in terms of art but one thing is for sure, the man speaks for the Streets. 

Takamirira EP nyowani chimbofanonzwai imwe mimhanzi yake yaakaita iripazasi apa.

Street - Kwatakakurira

Iri track raka projuswa na Munhumutema.Riri bho handina kana zvekushora. Ma vocals emuimbi ari natural hazvisi zvekumanikidzira, unonyatsonzwa kuti uku kuimba. 

 

Street - Jerusarema

Aka kanoita kurovesa ma dance nako. Trck racho raka projuswa na Munhumutema futi.


Street - Chaminuka

Aka kanenge kachitaura zviri kuitika kari deep.


Yaa mamunzwa kaa Street, ndongofarira kuti anoimba reality zviri kuitika and ma lyrics ake ari deep. Handisati ndapedza nezvake ndichadzoka zvakare neimwe nyaya yake muimbi uyu.