Dollar Boi Abura Zvinyowani

Dollar Boi Abura Zvinyowani

Mazuva anga awandisa ndisina kutaura nezva Dollar Boi. Mazuva apfuura aya akatipakurira ka trk kanyowani kanonzi Long Time. 

Dollar Boi ane ma number akambopisa kumashure uku akaita sana Nhai Mwari,  Wangu iyo yaka feature tsvarakadenga Nicole. Vanoda kukanzwa munokabata apa