King98 Akupisa

King98 Akupisa
King98 Akupisa

King98 paakadonhedza Golden Boy Freestyle muna 2021 l felt kuti mupfana wacho akuita achi improver achiwedzera ma levels. Ndobva adonhedza EP rinonzi Long Live manga mune trck rekuti Chini Juu rakaita number 1 mu Top 3 Yangu kubva mu EP iri, paive nekamwe kakuflowa kaiita kane kaThat zvichibva zvasangana ne flow ya Young Lunya haa zvabva zvanakidza. 

Mavideos ake akugona kumabika international stuff. Pacollabho raakaita na Nutty O pa Better Days ndanyatsonzwa kuti ma levels ake awedzera futi. Ngaarambe achiwedzera ma levels ake. Better Days after 11 days yabuda iri kupisa iri pa number 17 ku YouTube.