Tricious Chikwira X Pastor Josh Kays 'Pindirai Mwari'

Pindirai Mwari i song yakaimbwa na Tricious Chikwira achi feature Pastor Josh Kays. It was produced by Tawanda Midzi. Pindirai Mwari ndo 3rd single yake. 

Yaa munhu ukanamata anopindira kungoisa matambudziko ese kuna Mwari. Screenshot riri pazasi apa riri kuratidza meaning ye song yacho Pindirai Mwari.

Ma vocals avo pa song iyi ari dope and zvine message. Yandipinda mubhonzo song iyi ndanzwa nekuidzokorodza. Panozopera zuva ndinenge ndakuziva ma lyrics ese.