Ndiri Kunzwa Nungo Dzekunyora Nyaya Dzekupenga 2

Ndiri Kunzwa Nungo Dzekunyora Nyaya Dzekupenga 2

Mweya uya wandibata zvakare wekusada kuposta nyaya dzekupenga ku Blog rino. I hope kuti mweya uyu uchapera nditange kuposta zvinyaya zvekupenga kuno.  Pamwe istress iri kukonzeresa hameno coz mazuvaano ndingori low low zvinhu hazvisi kufamba mushe. Even ma Tudzaa Weekly aye December uno hakuna chichabuda. Ndichambozama kupinda mugood mood ndizvitangidze but iii zvakandiremera these days.