Kana Mhepo Dzasimuka
Pane zvimwe zvinhu munhu zvaunombosanga nazvo zvekuti unoshaya kuti zviri kumbofamba seiko. Kuita kunge real live firimu. Unotombofunga kuti pamwe ndiri kurota iko kusiri kurota.
Zvimwe zvacho unenge usina kana control nazvo. But ndakaona kuti chinhu chakakosha kunamata. Munamato unoita kuti mhepo dziya dzidzikire or dzitize. Kunamata kwakakosha hako.