NetOne yakufanirwa kungoitawo chiSmartBiz chayo

Handina hangu mashoko akawanda ekutaura, but kungoita hope kuti NetOne ichaitawo ma packages e unlimited kunge zviri ku Econet. Ikamaunza achiita kuma 30usd to 50usd l don't mind kumabhadhara. Pamwe zvinenge zvitori worth it coz ma speeds eNetOne mazuvaano akubhururuka.
Competition inongodiwa so ndokuti vamwe vachangamuke vadzikise ma price ema bundles avo. Pakauuya Starlink ma Telecoms mazhinji emuno akaita panic. Takaona Econet ichidzikisa maprices ayo ema SmartBiz packages. LiquidHome ikaita introduce ma new packages ane ma speeds akati ooh. Hameno tichaona kuti NetOne ichiitawo action here.