Temple Run neBoyz remuGhetto ndabaya kunoona ka Yellow Bone Kangu
I used to have a chick aigara kughetto ndakamhanyiswa ne Team reko. Ndaitofunga kuti maFunnies ka but then saw kuti mafia raitova serious, hanzi this is our territory. Ndakumbobaya rewind button.
Mwanasikana aigara naMoms yake maona. So it was a Sunday and moms yacho yanga yapindira paChapel. Ndobva ndapinzirwa 4n kuti svika I'm home alone. Faster faster bvandapinda pajecha, I knew where they crib chete and nowhere else.
There is a church 500m away and I parked ipapo kurasisa vavengi. Wasn't wearing all bling bling but kamwe kaSimple dressing kariExpensive, kaBlack jogger keVersace chaiyo chaiyo and a grey sweatshirt, black cap netumaNikes tweLime green mutsoka.
So I walked to the chick's place. I tried kuitawo friendly saying madii madii to guys vavari mutumaBrigde. Pfeee paDen pesimbi, little did I know kuti vanaBoys zvirimumaziso.
Everything went well musikana akafara paye ,apa had brought twumaGoodies wo, kaPizza , twumaSpuds neMilkshake. Time dzakafamba kaa. Ndakazoona dzava kuma 4pm ikoko ndobva ndati I'm leaving. Ndakabva ndapinzira message Shamwari yangu Kaymushy paya kuti madhiri eFIFA hakuchina.
Simbi akati mira ndikuperekedze kumota, tichingobuda paGedhi vanaBoys vakamira nemiti shamwari. "Heeee mpfanha iwewe iGhetto redu rino haushainire kuno takuona neziPITSAA monaz kuma8 izvo ukujuta njani yemuno".
Bvandanzi gara pasi and I thought maFunnies, muti kumusana , WTF. Babe akungoti Bla Ronnie musamudaro kani aita sei, mwana akutochema paye paye.
Ndichiona misodzi yesimbi ndikati mayaz let's do whatchu wanna do boys. Kwiii ndabata dziRas dzihombe dzacho collar, niqqa was a bit tipsy and wasn't expecting it sooo one push bvaadonha negotsi.
Vamwe 4 vacho bvavatotanga attack. Ndakangowana kamukana bvandatopinda last speed yeBuggatti.Team mumashure riri hot pursuit but kumhanya ndagara zvirimuropa.
So apa I was just escaping ka and kinda get lost. Mafia vakandishaya but ndakazowana pandandasiya mota dzatove 7pm. lucky paChurch pacho papasina guard kana gedhi.
Just got mumota and started playing hip hop dzangu ndakananga paTown. Mangwana acho ndobva ndamukira kwe friend yangu kaymushy ndobva tatanga kutamba FIFA hedu.